Surah Al-Fil — The Elephant

Surah Al-Fil (The Elephant) is chapter 105 of the Quran, with 5 verses. This page presents the Arabic text with a Shona translation, verse by verse.

أَلَمۡ تَرَ كَيۡفَ فَعَلَ رَبُّكَ بِأَصۡحَٰبِ ٱلۡفِيلِ

Hauna kuona (Iwe Muhammad (SAW)) here zvakaitwa naTenzi vako kuvaridzi venzou? (Mauto ane nzou akabva kuYemen achitungamirirwa na Abrahah Al-Ashram vane chinangwa chekuparadza Ka’bah kuMakkah)

Ayah 1

أَلَمۡ يَجۡعَلۡ كَيۡدَهُمۡ فِي تَضۡلِيلࣲ‏

Havana kuita here kuti hurongwa hwavo hurasike (hushaye basa)

Ayah 2

وَأَرۡسَلَ عَلَيۡهِمۡ طَيۡرًا أَبَابِيلَ

Uye vakavatumira shiri muzvikwata

Ayah 3

تَرۡمِيهِم بِحِجَارَةࣲ مِّن سِجِّيلࣲ‏

Dzichivatema nematombo akaumbirwa (Sijjeel)

Ayah 4

فَجَعَلَهُمۡ كَعَصۡفࣲ مَّأۡكُولِۭ

Uye vakavaita sokunge munda (usina chunhu) wakadyiwa (nemombe)

Ayah 5