Surah Al-Masad — The Palm Fibre
Surah Al-Masad (The Palm Fibre) is chapter 111 of the Quran, with 5 verses. This page presents the Arabic text with a Shona translation, verse by verse.
تَبَّتۡ يَدَآ أَبِي لَهَبࣲ وَتَبَّ
Ngaaparadzwe maoko aAbu Lahab uye ngaaparadzwe
Ayah 1مَآ أَغۡنَىٰ عَنۡهُ مَالُهُۥ وَمَا كَسَبَ
Upfumi hwake nevana vake hazvisi kana kuzomubetsera
Ayah 2سَيَصۡلَىٰ نَارࣰ ا ذَاتَ لَهَبࣲ
Achapiswa mumoto uye une viriri rinobvira
Ayah 3وَٱمۡرَأَتُهُۥ حَمَّالَةَ ٱلۡحَطَبِ
Uye mukadzi wake achange akatakura huni
Ayah 4فِي جِيدِهَا حَبۡلࣱ مِّن مَّسَدِۭ
Muhuro make muchange muine tambo yemadheti yakakoswa yegavi nemurara
Ayah 5